ExamineAI
First page of Tertiary Shona Traditional Communication Methods Notes Zimbabwe

Tertiary Shona Traditional Communication Methods Notes Zimbabwe

Study Shona notes on Traditional Communication Methods for Tertiary. Useful for revision, homework, and exam preparation in Zimbabwe.

A free account is needed to download. Sign in or create one

Subject
Shona
Document
Notes
File
PDF, 193 KB

About this notes

This is the Shona notes. It is a free notes for revision.

More Shona papers

Text from the first page

Ongororo yekukosha kwenzira dzepasichigare dzekufambisa nadzo mashoko nemunguva yazvino.

Research Problem
Kusakosheswa kwenzira dzekufambisa dzepasichigare kubudikidza nedzimwe nzira dzavako mazuva ano, zvakonzera kuti kusabatana munharaunda kunyanya kumamisha. Izvi zvakonzera kuti mashoko asafamba zvakanaka kumamisha pamwe nokusimudzira nharaunda idzi.

Research Questions
1. Ndedzipi nzira dzepasichigare dzaishandiswa kufambisa mashoko?
2. Nzira idzi dzaibetsera zvakadii pakufambisa mashoko?
3. Ndezvipi zvimhingamupinyi zvinokanganisa nzira dzazvino pakufambisa mashoko kumamisha?
4. Nzira dzepasichigare idzi dzingakwanisika kushandiswa sei muzuva ranhasi?

Objectives
1. Kudoma pamwe nokunyora nzira dzepasichigare dzaishandiswa kufambisa mashoko
2. Kuongorora mashandiro aiita nzira pakufambisa mashoko
3. Kuongorora zvinokanganisa nzira dzazvino pakufambisa mashoko kumamisha
4. Kuongorora nzira dzepasichigare kuti dzingashandiswa sei munguva yazvino