ExamineAI
First page of Secondary Shona Zvivakazwi (Morphemes) Notes Zimbabwe

Secondary Shona Zvivakazwi (Morphemes) Notes Zimbabwe

Study Shona notes on Zvivakazwi (Morphemes) for Secondary. Useful for revision, homework, and exam preparation in Zimbabwe.

A free account is needed to download. Sign in or create one

Subject
Shona
Document
Notes
File
PDF, 444 KB

About this notes

This is the Shona notes. It is a free notes for revision.

More Shona papers

Text from the first page

- Nhurikidzwa yezvizita

Chivakazwi.
- Chipandi chidukusa chine zvachinoreva chinoti chikapatsanurwa hachina zvachinoreva sekuti--sikana (inoreva munhu asati aroorwa)
- Kana -sikana ikapatsanurwa kuti ive /si/+/ka/+/na/mavara iwaya anenge asisina zvaanoreva.
- Izwi rinogona kuumbwa nechivakazwi chimwe kana kudarika. somuenzaniso:tonho(chivakazwi chimwe)
- Mu-sha(zviviri)
- Zve-mu-sikana (zvitatu)

Chivakazwi chimwe chete chinogona kushandiswa kuumba mazwi akawanda asi icho chisingasanduki sekuti:
-rume >va-rume
ka-rume
pa-chi-rume
svi-rume
Mashiri naWarinda vanoti zvimwewo zvivakazwi zvinogona kududzwa kana kunyorwa zvakafanana asi zvichireva zvakasiyana muenzaniso:
(a)pindaka(chivakamberi chekurudziro)

Ndakapinda(chiratidza nguva yakare)
kapinda(chivakashure chekushora).
(b) Ndaitarisa(chiratidza nguva yakare)

Itarise(chiratidzamuiti)
Itarisei(nzvovera inoburitsa rukudzo kana ruzhinji)
Mhando dzezvivakazwi
Zvine mhando mbiri dzinoti:zvinomira zvoga uye zvisingagoni kumira zvoga.
Zvivakazwi zvinomira zvoga

1