ExamineAI
First page of ZIMSEC O-Level Shona Paper 2 November 2023 Question Paper

ZIMSEC O-Level Shona Paper 2 November 2023 Question Paper

Download and practise with this ZIMSEC O-Level Shona Paper 2 November 2023 question paper. Useful for exam revision, past paper practice, and preparation in Zimbabwe.

A free account is needed to download. Sign in or create one

Exam board
ZIMSEC
Subject
Shona
Level
O-Level
Document
Question Paper
Paper
Paper 2
Paper code
4007/2
Session
November
Year
2023
File
PDF, 1.5 MB

About this question paper

This is the ZIMSEC O-Level Shona question paper for Paper 2 from November 2023. Use it for exam practice under timed conditions. The paper code is 4007/2.

More Shona O-Level 2023 papers

Other years: Shona O-Level

Text from the first page

CHIKAMU I: MASHANDISIRWO EMUTAURO

Pindura mibvunzo yose muchikamu chino.
1
Nyora zvakare zvirevo zvinotevera uchitsiva izwi rakatarwa mutsetse pasi nerimwe izwi rinoreva zvakafanana naro. Sarudza zvishanu chete.

Muenzaniso: VaTapera vari kutengesa ngavi yavo.
Mhinduro: VaTapera vari kutengesa dhonza ravo.
(a) VaSibanda vakarumwa negarwe pavaiyambuka rwizi.

(1)
(b) Mwana uya achema paaona datya.

(1)
(c) Mbuya vake vanogona kubika doro chaizvo.

(1)
(d) Vise raakandipa rainaka zvikuru.

(1)
(e) Baba vake vakarovera kudhorobha reBulawayo.

(1)
(f) Amai vake vakamutengera hembe dzakanaka kuHarare.

(1)
(g) Davidzo akatumwa kundotenga nariti yokusonesa nguwo yaambuya vake.

(1)
[5]

2 Umba tsumo dzine mazwi anotevera mukati madzo. Sarudza shanu chete.
Muenzaniso: hanga
Mhinduro: Mukuru mukuru hanga haigari pfunde.
(a) chando

(1)
(b) dzvinyu

(1)
(c) badza

(1)
(d) muroyi

(1)
(e) chembere

(1)
(f) bvupa

(1)
(g) mbabvu

(1)
[5]
4007/2 N2023